08/09/2026
Minister Citah Angie this child is so talented I remember years back ndichimuona on Facebook ndikabata vabereki vake kuti bring her Ku studio ,uyu unongomuti mira apo and tell you what pa10mins uyu unenge watora more than 30 pictures nokuti hauna chaunomuudzira ma poses anoita ega ,mupei kuti it's advert iyi tinotengesa chakati muone zvaanoita ,toti you are a musician woti ita song iyi so that we push it anorova zvekuti huya uone...dzakura manje I'm back again nemwana uyu,we will do our best kuti mwana uyu aonekwe nevanoda kushandidzana naye zvikabuda mushe she can pay her school fees nokuda kwema adverts anengewo akaita mamupa basa ,try this one muone